1 Madzimambo 7:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Zvishoma nezvishoma Soromoni akagadzira midziyo yose yaiva nechokuita neimba yaJehovha, atari+ yendarama netafura+ yendarama paiva nechingwa chokuratidzira,
48 Zvishoma nezvishoma Soromoni akagadzira midziyo yose yaiva nechokuita neimba yaJehovha, atari+ yendarama netafura+ yendarama paiva nechingwa chokuratidzira,