1 Madzimambo 10:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha Mwari wenyu ngaarumbidzwe,+ akakufarirai+ nokukugadzai pachigaro choumambo chaIsraeri;+ nokuti Jehovha anoda Israeri nokusingagumi,+ zvokuti akakugadzai samambo+ kuti muzivise zvakatongwa+ uye zvakarurama.”+ 1 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:9 Nharireyomurindi,11/1/1999, p. 20
9 Jehovha Mwari wenyu ngaarumbidzwe,+ akakufarirai+ nokukugadzai pachigaro choumambo chaIsraeri;+ nokuti Jehovha anoda Israeri nokusingagumi,+ zvokuti akakugadzai samambo+ kuti muzivise zvakatongwa+ uye zvakarurama.”+