-
1 Madzimambo 11:22Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
22 Asi Farao akati kwaari: “Zvauineni, uri kushayei zvokuti wava kutsvaka kuenda kunyika yako?” Iye akati: “Hapana; asi chokwadi munofanira kundirega ndiende.”
-