1 Madzimambo 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo akasimuka, akaenda kuZarefati, akasvika pasuo reguta racho; uye akaona mumwe mukadzi, chirikadzi, akanga achiunganidza huni. Naizvozvo akashevedzera kwaari akati: “Ndapota, ndiunzirewo mvura shomanana mumudziyo kuti ndinwe.”+ 1 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:10 Nharireyomurindi,2/15/2014, pp. 13-14
10 Naizvozvo akasimuka, akaenda kuZarefati, akasvika pasuo reguta racho; uye akaona mumwe mukadzi, chirikadzi, akanga achiunganidza huni. Naizvozvo akashevedzera kwaari akati: “Ndapota, ndiunzirewo mvura shomanana mumudziyo kuti ndinwe.”+