4 Iye akaenda kurenje kworwendo rwezuva rimwe chete, akazosvika, akagara pasi pomumwe muti womutsvairo.+ Akatanga kukumbira kuti mweya wake ufe uye akati: “Zvakwana! Zvino, haiwa Jehovha, chiurayai henyu mweya wangu,+ nokuti handisi nani kupfuura madzitateguru angu.”