1 Madzimambo 22:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvino mumwe murume akangokungawo zvake uta, akabaya mambo waIsraeri panobatana nhumbi dzokuzvidzivirira nadzo, zvokuti akati kumutyairi wake wengoro:+ “Tenderudza ngoro, undibudise pakati peuto, nokuti ndakuvadzwa kwazvo.”
34 Zvino mumwe murume akangokungawo zvake uta, akabaya mambo waIsraeri panobatana nhumbi dzokuzvidzivirira nadzo, zvokuti akati kumutyairi wake wengoro:+ “Tenderudza ngoro, undibudise pakati peuto, nokuti ndakuvadzwa kwazvo.”