1 Madzimambo 22:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Akaramba achiita zvakaipa+ pamberi paJehovha, akafamba munzira yababa vake+ nomunzira yaamai vake+ nomunzira yaJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, akanga atadzisa Israeri.+
52 Akaramba achiita zvakaipa+ pamberi paJehovha, akafamba munzira yababa vake+ nomunzira yaamai vake+ nomunzira yaJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, akanga atadzisa Israeri.+