2 Madzimambo 20:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Iye akati: “Vaonei mumba mako?” Hezekiya akati: “Vaona zvose zviri mumba mangu. Hapana chandisina kuvaratidza papfuma yangu.”+
15 Iye akati: “Vaonei mumba mako?” Hezekiya akati: “Vaona zvose zviri mumba mangu. Hapana chandisina kuvaratidza papfuma yangu.”+