-
2 Madzimambo 1:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 Akatumazve mukuru wevanhu makumi mashanu wechitatu aine vanhu vake makumi mashanu.+ Asi mukuru wevanhu makumi mashanu wechitatu akakwira, akasvika, akapfugama+ nemabvi ake pamberi paEriya, akatanga kumuteterera+ kuti anzwirwe nyasha, akati kwaari: “Munhu waMwari wechokwadi, ndapota, mweya wangu+ nemweya yevashandi venyu makumi mashanu ngaive inokosha+ kwamuri.
-