38 Erisha akadzokera kuGirigari,+ uye munyika macho maiva nenzara.+ Vanakomana+ vevaprofita zvavakanga vakagara pamberi pake,+ kwapera nguva yakati, iye akati kumushandi wake:+ “Isa hari huru yokubikira pamoto, ubikire vanakomana vevaprofita zvokudya.”+