2 Madzimambo 4:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Zvino mumwe murume akabva kuBhaari-sharisha,+ akauya+ kumunhu waMwari wechokwadi nezvokudya zvezvibereko zvokutanga,+ zvingwa zvebhari makumi maviri,+ nezviyo zvitsva zvaiva muhomwe yake yezvokudya. Akabva ati: “Ipa vanhu kuti vadye.”+
42 Zvino mumwe murume akabva kuBhaari-sharisha,+ akauya+ kumunhu waMwari wechokwadi nezvokudya zvezvibereko zvokutanga,+ zvingwa zvebhari makumi maviri,+ nezviyo zvitsva zvaiva muhomwe yake yezvokudya. Akabva ati: “Ipa vanhu kuti vadye.”+