2 Madzimambo 4:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Asi mushandi wake akati: “Ndingaisa sei izvi pamberi pevarume zana?”+ Iye akati: “Ipa vanhu kuti vadye, nokuti zvanzi naJehovha, ‘Vachadya pakasara zvimwe.’”+
43 Asi mushandi wake akati: “Ndingaisa sei izvi pamberi pevarume zana?”+ Iye akati: “Ipa vanhu kuti vadye, nokuti zvanzi naJehovha, ‘Vachadya pakasara zvimwe.’”+