2 Madzimambo 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akabva aenda, akazvinyudza muJodhani kanomwe maererano neshoko romunhu waMwari wechokwadi;+ nyama yake ichibva yadzoka ikafanana nenyama yomukomana muduku,+ akava akachena.+ 2 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:14 Kupukunyuka, p. 133
14 Akabva aenda, akazvinyudza muJodhani kanomwe maererano neshoko romunhu waMwari wechokwadi;+ nyama yake ichibva yadzoka ikafanana nenyama yomukomana muduku,+ akava akachena.+