5 Zvino zvaakanga achirondedzera kuna mambo kumutsa kwaakanga aita munhu akafa,+ mukadzi aiva nomwanakomana waakanga amutsa akanga achichemera imba yake nomunda wake+ kuna mambo. Gehazi akabva ati: “Ishe wangu+ mambo, uyu ndiye mukadzi wacho, uye uyu ndiye mwanakomana wake akamutswa naErisha.”