2 Madzimambo 8:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Erisha akasvika kuDhamasiko;+ uye Bheni-hadhadhi+ mambo weSiriya akanga achirwara. Naizvozvo iye akaudzwa kuti: “Munhu waMwari+ wechokwadi asvika kuno.”
7 Zvino Erisha akasvika kuDhamasiko;+ uye Bheni-hadhadhi+ mambo weSiriya akanga achirwara. Naizvozvo iye akaudzwa kuti: “Munhu waMwari+ wechokwadi asvika kuno.”