2 Madzimambo 9:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo akatuma mutasvi wechipiri akanga akatasva bhiza, uyo akati achisvika kwavari, akati: “Zvanzi namambo, ‘Kune rugare here?’”+ Asi Jehu akati: “Unei no‘rugare’? Enda shure kwangu!”
19 Naizvozvo akatuma mutasvi wechipiri akanga akatasva bhiza, uyo akati achisvika kwavari, akati: “Zvanzi namambo, ‘Kune rugare here?’”+ Asi Jehu akati: “Unei no‘rugare’? Enda shure kwangu!”