2 Madzimambo 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Jehu akakunga uta+ hwake kwazvo, akapfura Jehoramu pakati pemapendekete, zvokuti museve wakabuda nepamwoyo wake, akawira mungoro yake yehondo.+
24 Jehu akakunga uta+ hwake kwazvo, akapfura Jehoramu pakati pemapendekete, zvokuti museve wakabuda nepamwoyo wake, akawira mungoro yake yehondo.+