-
2 Madzimambo 10:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 Naizvozvo akavanyorera tsamba yechipiri, achiti: “Kana muri kurutivi rwangu,+ uye muri kuteerera inzwi rangu, torai misoro yevarume, ivo vanakomana+ vashe wenyu, muuye kwandiri kuJezreeri+ mangwana panguva ino.”
Zvino vanakomana vamambo, ivo varume makumi manomwe, vaiva pamwe chete nevarume vanokudzwa veguta vakanga vachivachengeta.
-