2 Madzimambo 10:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Vakazopinda kuti vape zvibayiro nezvinopiwa zvinopiswa, uye Jehu akamisa varume makumi masere vaaiva navo panze akati: “Kana mumwe munhu pavanhu vandiri kuisa mumaoko enyu akapukunyuka, mweya wake uchatsiviwa nomweya weanomurega achipukunyuka.”+
24 Vakazopinda kuti vape zvibayiro nezvinopiwa zvinopiswa, uye Jehu akamisa varume makumi masere vaaiva navo panze akati: “Kana mumwe munhu pavanhu vandiri kuisa mumaoko enyu akapukunyuka, mweya wake uchatsiviwa nomweya weanomurega achipukunyuka.”+