2 Madzimambo 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Asi mupristi Jehoyadha akarayira vakuru vemazana, vakagadzwa veuto rehondo,+ akati kwavari: “Mubvisei pakati pemitsara, uye ani naani anomutevera, ngaaurayiwe nebakatwa!”+ Nokuti mupristi akanga ati: “Musamurega achiurayirwa muimba yaJehovha.”
15 Asi mupristi Jehoyadha akarayira vakuru vemazana, vakagadzwa veuto rehondo,+ akati kwavari: “Mubvisei pakati pemitsara, uye ani naani anomutevera, ngaaurayiwe nebakatwa!”+ Nokuti mupristi akanga ati: “Musamurega achiurayirwa muimba yaJehovha.”