2 Madzimambo 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mugore rechimakumi maviri nematatu raJehoashi+ mwanakomana waAhaziya+ mambo waJudha, Jehoahazi+ mwanakomana waJehu+ akava mambo waIsraeri muSamariya kwemakore gumi nemanomwe.
13 Mugore rechimakumi maviri nematatu raJehoashi+ mwanakomana waAhaziya+ mambo waJudha, Jehoahazi+ mwanakomana waJehu+ akava mambo waIsraeri muSamariya kwemakore gumi nemanomwe.