2 Madzimambo 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kwapera nguva yakati, Jehoahazi akatsvaka kunzwirwa nyasha+ naJehovha, zvokuti Jehovha akamuteerera;+ nokuti akanga aona kudzvinyirirwa kwaiitwa Israeri,+ nokuti mambo weSiriya akanga avadzvinyirira.+
4 Kwapera nguva yakati, Jehoahazi akatsvaka kunzwirwa nyasha+ naJehovha, zvokuti Jehovha akamuteerera;+ nokuti akanga aona kudzvinyirirwa kwaiitwa Israeri,+ nokuti mambo weSiriya akanga avadzvinyirira.+