2 Madzimambo 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha.+ Haana kurega zvivi zvose zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, zvaakatadzisa Israeri nazvo.+ Iye akafamba mazviri.
11 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha.+ Haana kurega zvivi zvose zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, zvaakatadzisa Israeri nazvo.+ Iye akafamba mazviri.