1 Makoronike 15:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo vaRevhi vakagadza Hemani+ mwanakomana waJoeri uye pahama dzake, Asafi+ mwanakomana waBherekiya; uye pavanakomana vaMerari, hama dzavo, Etani+ mwanakomana waKushaya;
17 Naizvozvo vaRevhi vakagadza Hemani+ mwanakomana waJoeri uye pahama dzake, Asafi+ mwanakomana waBherekiya; uye pavanakomana vaMerari, hama dzavo, Etani+ mwanakomana waKushaya;