Ezra 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vakawanda vevapristi+ nevaRevhi nevakuru vedzimba dzemadzibaba,+ vakwegura vakanga vaona imba yekare,+ vakanga vachichema+ nenzwi guru paivakwa nheyo+ yeimba iyi vachiona, vamwe vakawanda pavakanga vachishevedzera kwazvo vachifara.+ Ezra Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:12 Nharireyomurindi (Yekudzidza),3/2022, p. 16 Nharireyomurindi,1/15/2006, p. 18
12 Vakawanda vevapristi+ nevaRevhi nevakuru vedzimba dzemadzibaba,+ vakwegura vakanga vaona imba yekare,+ vakanga vachichema+ nenzwi guru paivakwa nheyo+ yeimba iyi vachiona, vamwe vakawanda pavakanga vachishevedzera kwazvo vachifara.+