2 dzakabva dzaswedera kuna Zerubhabheri+ nokuvakuru+ vedzimba dzemadzibaba dzikati kwavari: “Regai tivake pamwe chete nemi;+ nokuti, semi, tinotsvaka Mwari+ wenyu uye tave tichibayira zvibayiro kwaari kubvira pamazuva aEsari-hadhoni+ mambo weAsiriya, akatiunza kuno.”+