Ezra 8:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Takazobva parwizi rwaAhavha+ pazuva rechigumi nemaviri romwedzi wokutanga+ kuti tiende kuJerusarema, uye ruoko rwaMwari wedu rwakanga ruri patiri, zvokuti akatinunura+ pachanza chomuvengi nevakanga vakativandira panzira.
31 Takazobva parwizi rwaAhavha+ pazuva rechigumi nemaviri romwedzi wokutanga+ kuti tiende kuJerusarema, uye ruoko rwaMwari wedu rwakanga ruri patiri, zvokuti akatinunura+ pachanza chomuvengi nevakanga vakativandira panzira.