Jobho 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi iye akati kwaari: “Unotaura sokutaura kunoita mumwe wevakadzi mapenzi.+ Tingangogamuchira zvakanaka kubva kuna Mwari wechokwadi tisingagamuchiriwo zvakaipa here?”+ Pazvinhu zvose izvi Jobho haana kutadza nemiromo yake.+ Jobho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:10 Nharireyomurindi,9/1/1988, p. 10
10 Asi iye akati kwaari: “Unotaura sokutaura kunoita mumwe wevakadzi mapenzi.+ Tingangogamuchira zvakanaka kubva kuna Mwari wechokwadi tisingagamuchiriwo zvakaipa here?”+ Pazvinhu zvose izvi Jobho haana kutadza nemiromo yake.+