Pisarema 31:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndava chinhu chinozvidzwa+ kune vaya vose vanondivenga,+Kunyanya kuvavakidzani vangu,+Uye chinhu chinotyisa kune vandinozivana navo.+Pavakandiona ndiri panze, vakanditiza.+
11 Ndava chinhu chinozvidzwa+ kune vaya vose vanondivenga,+Kunyanya kuvavakidzani vangu,+Uye chinhu chinotyisa kune vandinozivana navo.+Pavakandiona ndiri panze, vakanditiza.+