Zvirevo 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvinhu zvinokosha zvinowanikwa nenzira isina zvainobatsira zvinova zvishoma,+ asi munhu anounganidza noruoko ndiye anoita kuti zviwedzere.+ Zvirevo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:11 Nharireyomurindi,9/15/2003, p. 25
11 Zvinhu zvinokosha zvinowanikwa nenzira isina zvainobatsira zvinova zvishoma,+ asi munhu anounganidza noruoko ndiye anoita kuti zviwedzere.+