Muparidzi 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Sokubuda kwakaita munhu mudumbu raamai vake, munhu achaendazve asina kupfeka,+ sokubuda kwaakaita; uye hapana kana chaanogona kutakura+ nokuda kwebasa rake rakaoma, chaangaenda nacho chiri muruoko rwake. Muparidzi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:15 Nharireyomurindi,5/15/1998, p. 6
15 Sokubuda kwakaita munhu mudumbu raamai vake, munhu achaendazve asina kupfeka,+ sokubuda kwaakaita; uye hapana kana chaanogona kutakura+ nokuda kwebasa rake rakaoma, chaangaenda nacho chiri muruoko rwake.