Muparidzi 8:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Maererano neizvi ndakafungisisa nomwoyo wangu+ kuti ndizive uchenjeri uye kuti ndione basa rinoitwa panyika,+ nokuti pane mumwe asingaoni hope nemaziso ake nokuda kwaro, angava masikati kana kuti usiku.+ Muparidzi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:16 Nharireyomurindi,11/1/2006, p. 16
16 Maererano neizvi ndakafungisisa nomwoyo wangu+ kuti ndizive uchenjeri uye kuti ndione basa rinoitwa panyika,+ nokuti pane mumwe asingaoni hope nemaziso ake nokuda kwaro, angava masikati kana kuti usiku.+