Rwiyo rwaSoromoni 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mamandireki+ akabudisa kunhuhwirira kwawo, uye patinopinda napo pane michero yakanaka kwazvo yemarudzi ose.+ Haiwa mudiwa wangu, ndakakuchengetera mitsva pamwe chete neyekare.
13 Mamandireki+ akabudisa kunhuhwirira kwawo, uye patinopinda napo pane michero yakanaka kwazvo yemarudzi ose.+ Haiwa mudiwa wangu, ndakakuchengetera mitsva pamwe chete neyekare.