Isaya 9:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nyika yatungidzwa moto nokuda kwokushatirwa kukuru kwaJehovha wemauto, uye vanhu vachava huni dzomoto.+ Hakuna munhu achanzwira tsitsi kunyange hama yake.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:19 Uprofita hwaIsaya I, pp. 139-140
19 Nyika yatungidzwa moto nokuda kwokushatirwa kukuru kwaJehovha wemauto, uye vanhu vachava huni dzomoto.+ Hakuna munhu achanzwira tsitsi kunyange hama yake.+