Isaya 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Tarira! Zuva raJehovha riri kuuya, riine utsinye nokuda kwokushatirwa kukuru nokutsamwa kukuru, kuti riite nyika chinhu chinokatyamadza,+ uye kuti ritsakatise vatadzi vepanyika.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:9 Uprofita hwaIsaya I, p. 175
9 “Tarira! Zuva raJehovha riri kuuya, riine utsinye nokuda kwokushatirwa kukuru nokutsamwa kukuru, kuti riite nyika chinhu chinokatyamadza,+ uye kuti ritsakatise vatadzi vepanyika.+