Isaya 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndichaita kuti vanhuwo zvavo vave vashoma kupfuura ndarama yakanatswa,+ uye vanhu vepanyika vave vashoma kupfuura ndarama yokuOfiri.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:12 Uprofita hwaIsaya I, pp. 175-176
12 Ndichaita kuti vanhuwo zvavo vave vashoma kupfuura ndarama yakanatswa,+ uye vanhu vepanyika vave vashoma kupfuura ndarama yokuOfiri.+