Isaya 42:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Ndakanyarara kwenguva refu.+ Ndakaramba ndakanyarara.+ Ndakaramba ndichizvidzora.+ Ndichagomera, ndichafemereka, uye ndichatakwaira panguva imwe chete somukadzi ari kusununguka.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 42:14 Uprofita hwaIsaya II, p. 43 Nharireyomurindi,2/1/1988, p. 14
14 “Ndakanyarara kwenguva refu.+ Ndakaramba ndakanyarara.+ Ndakaramba ndichizvidzora.+ Ndichagomera, ndichafemereka, uye ndichatakwaira panguva imwe chete somukadzi ari kusununguka.+