Isaya 42:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaparadza+ makomo nezvikomo, uye ndichaomesa zvinomera zvazvo zvose. Ndichashandura nzizi kuti dzive zvitsuwa, uye ndichaomesa madziva ane tsanga zhinji.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 42:15 Uprofita hwaIsaya II, p. 43
15 Ndichaparadza+ makomo nezvikomo, uye ndichaomesa zvinomera zvazvo zvose. Ndichashandura nzizi kuti dzive zvitsuwa, uye ndichaomesa madziva ane tsanga zhinji.+