Isaya 48:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ndakazivisa zvinhu zvokutanga kubvira panguva iyoyo, uye zvakabuda mumuromo mangu, ndikaramba ndichiita kuti zvinzwike.+ Ndakangoerekana ndaita chimwe chinhu, zvinhu zvacho zvikaitika.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 48:3 Uprofita hwaIsaya II, pp. 121-123, 125
3 “Ndakazivisa zvinhu zvokutanga kubvira panguva iyoyo, uye zvakabuda mumuromo mangu, ndikaramba ndichiita kuti zvinzwike.+ Ndakangoerekana ndaita chimwe chinhu, zvinhu zvacho zvikaitika.+