Isaya 48:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Zvakare, hauna kunzwa,+ uye hauna kuziva, uyewo nzeve yako yave isina kuvhurika kubvira panguva iyoyo. Nokuti chokwadi ndinonyatsoziva kuti wakaramba uchinyengera,+ uye wave uchinzi ‘mudariki kubvira uchiri mudumbu.’+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 48:8 Uprofita hwaIsaya II, pp. 125-126
8 “Zvakare, hauna kunzwa,+ uye hauna kuziva, uyewo nzeve yako yave isina kuvhurika kubvira panguva iyoyo. Nokuti chokwadi ndinonyatsoziva kuti wakaramba uchinyengera,+ uye wave uchinzi ‘mudariki kubvira uchiri mudumbu.’+