Isaya 48:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Unganai mose, munzwe.+ Ndiani pakati pavo akazivisa zvinhu izvi? Jehovha akamuda.+ Iye achaita zvaanofarira paBhabhironi,+ uye ruoko rwake ruchava pavaKadheya.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 48:14 Uprofita hwaIsaya II, p. 130
14 “Unganai mose, munzwe.+ Ndiani pakati pavo akazivisa zvinhu izvi? Jehovha akamuda.+ Iye achaita zvaanofarira paBhabhironi,+ uye ruoko rwake ruchava pavaKadheya.+