Isaya 49:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino Jehovha, Iye aindiumba ndiri mudumbu kuti ndive mushumiri wake,+ ati ndidzorere Jakobho kwaari,+ kuti vaIsraeri vaungane kwaari.+ Ndichakudzwa pamberi paJehovha, uye Mwari wangu achange ava simba rangu. Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 49:5 Uprofita hwaIsaya II, pp. 140-141
5 Zvino Jehovha, Iye aindiumba ndiri mudumbu kuti ndive mushumiri wake,+ ati ndidzorere Jakobho kwaari,+ kuti vaIsraeri vaungane kwaari.+ Ndichakudzwa pamberi paJehovha, uye Mwari wangu achange ava simba rangu.