Isaya 52:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Pakutanga vanhu vangu vakaenda kuIjipiti kuti vagare ikoko vari vatorwa;+ asi Asiriya yakavadzvinyirira pasina chikonzero.” Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 52:4 Uprofita hwaIsaya II, pp. 182-183
4 Nokuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Pakutanga vanhu vangu vakaenda kuIjipiti kuti vagare ikoko vari vatorwa;+ asi Asiriya yakavadzvinyirira pasina chikonzero.”