Isaya 66:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndiani akambonzwa chinhu chakadai?+ Ndiani akamboona zvinhu zvakadai?+ Nyika+ ingaberekwa nezuva rimwe chete panongouya kurwadziwa here?+ Kana kuti rudzi+ rungaberekwa pakarepo here?+ Nokuti Ziyoni parakangorwadziwa rakabva rabereka vana varo. Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 66:8 Nharireyomurindi,11/15/2014, p. 2611/1/2010, pp. 27-281/1/1996, p. 107/1/1995, pp. 20-211/1/1995, p. 11 Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, p. 233 Zvakazarurwa, p. 184 Uprofita hwaIsaya II, pp. 397-399
8 Ndiani akambonzwa chinhu chakadai?+ Ndiani akamboona zvinhu zvakadai?+ Nyika+ ingaberekwa nezuva rimwe chete panongouya kurwadziwa here?+ Kana kuti rudzi+ rungaberekwa pakarepo here?+ Nokuti Ziyoni parakangorwadziwa rakabva rabereka vana varo.
66:8 Nharireyomurindi,11/15/2014, p. 2611/1/2010, pp. 27-281/1/1996, p. 107/1/1995, pp. 20-211/1/1995, p. 11 Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, p. 233 Zvakazarurwa, p. 184 Uprofita hwaIsaya II, pp. 397-399