Jeremiya 5:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Vaprofita vanoprofita nhema;+ uye vapristi vanoramba vachidzvinyirira maererano nemasimba avo.+ Vanhu vangu vazvida saizvozvo;+ saka muchaitei pakuguma kwazvo?”+
31 Vaprofita vanoprofita nhema;+ uye vapristi vanoramba vachidzvinyirira maererano nemasimba avo.+ Vanhu vangu vazvida saizvozvo;+ saka muchaitei pakuguma kwazvo?”+