Jeremiya 7:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 ‘Nokuti vanakomana vaJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Vakaisa zvinhu zvavo zvinonyangadza muimba yanga ichishevedzwa nezita rangu, kuti vaisvibise.+
30 ‘Nokuti vanakomana vaJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Vakaisa zvinhu zvavo zvinonyangadza muimba yanga ichishevedzwa nezita rangu, kuti vaisvibise.+