Jeremiya 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “‘“Zvino kana mukanyatsonditeerera,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuti murege kupinza mutoro nepamagedhi eguta rino pazuva resabata+ uye kuti mutsaure zuva resabata nokusaita basa chero ripi zvaro pariri,+
24 “‘“Zvino kana mukanyatsonditeerera,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuti murege kupinza mutoro nepamagedhi eguta rino pazuva resabata+ uye kuti mutsaure zuva resabata nokusaita basa chero ripi zvaro pariri,+