4 ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: “Tarirai ndichaita kuti zvombo zvehondo zviri muruoko rwenyu zvikudzokerei, zvamuri kurwisa nazvo mambo weBhabhironi,+ nevaKadheya+ vari kukukombai vari kunze kworusvingo, uye ndichazviunganidza pakati peguta rino.+