Jeremiya 36:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino mugore rechishanu raJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, mumwedzi wechipfumbamwe,+ vanhu vose vaiva muJerusarema nevanhu vose vaipinda muJerusarema vachibva kumaguta aJudha vakazivisa kuti kutsanya kuitwe pamberi paJehovha.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 36:9 Nharireyomurindi,8/15/2006, p. 17
9 Zvino mugore rechishanu raJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, mumwedzi wechipfumbamwe,+ vanhu vose vaiva muJerusarema nevanhu vose vaipinda muJerusarema vachibva kumaguta aJudha vakazivisa kuti kutsanya kuitwe pamberi paJehovha.+