Jeremiya 41:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ishmaeri mwanakomana waNetaniya nevarume gumi vaaiva navo vakabva vasimuka, vakauraya Gedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani nebakatwa.+ Naizvozvo akauraya munhu akanga agadzwa namambo weBhabhironi kuti atarisire nyika yacho.+
2 Ishmaeri mwanakomana waNetaniya nevarume gumi vaaiva navo vakabva vasimuka, vakauraya Gedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani nebakatwa.+ Naizvozvo akauraya munhu akanga agadzwa namambo weBhabhironi kuti atarisire nyika yacho.+